Genesisi 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+ VaRoma 16:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Zvino kwaari+ iye anogona kuita kuti muve vakasimba maererano nemashoko akanaka andinozivisa uye kuparidzwa kwaJesu Kristu, maererano nokuzarurwa kwechakavanzika chitsvene+ chakaramba chakanyararwa kwenguva dzisingaperi VaEfeso 3:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 uye ndinofanira kuita kuti vanhu vaone kuti chakavanzika chitsvene+ chinotarisirwa+ sei, chiya chave chakavanzwa muna Mwari akasika zvinhu zvose,+ kubvira kunguva yakapfuura isingagumi.
15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+
25 Zvino kwaari+ iye anogona kuita kuti muve vakasimba maererano nemashoko akanaka andinozivisa uye kuparidzwa kwaJesu Kristu, maererano nokuzarurwa kwechakavanzika chitsvene+ chakaramba chakanyararwa kwenguva dzisingaperi
9 uye ndinofanira kuita kuti vanhu vaone kuti chakavanzika chitsvene+ chinotarisirwa+ sei, chiya chave chakavanzwa muna Mwari akasika zvinhu zvose,+ kubvira kunguva yakapfuura isingagumi.