VaRoma 8:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Nokuti ndine chokwadi kuti rufu kana upenyu+ kana ngirozi+ kana hurumende+ kana zvinhu zviripo iye zvino kana zvinhu zvichauya kana masimba+ VaFiripi 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 kuti ndimuzive nesimba rokumuka+ kwake nokugoverana naye mukutambura kwake kuzhinji,+ ndichibvuma rufu rwakafanana norwake,+ 1 Petro 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Asi, rambai muchifara+ zvamunogoverana kutambura kuzhinji kwaKristu,+ kuti mufare uye mufarisisewo pakuratidzwa+ kwokubwinya kwake.
38 Nokuti ndine chokwadi kuti rufu kana upenyu+ kana ngirozi+ kana hurumende+ kana zvinhu zviripo iye zvino kana zvinhu zvichauya kana masimba+
10 kuti ndimuzive nesimba rokumuka+ kwake nokugoverana naye mukutambura kwake kuzhinji,+ ndichibvuma rufu rwakafanana norwake,+
13 Asi, rambai muchifara+ zvamunogoverana kutambura kuzhinji kwaKristu,+ kuti mufare uye mufarisisewo pakuratidzwa+ kwokubwinya kwake.