Mabasa 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino pavakaona kuti Petro naJohani vaitaura vasingatyi, vakanzwisisa kuti vakanga vari vanhuwo zvavo, vasina kudzidza,+ ivo vakashamisika. Vakatanga kuziva kuti vaimbova naJesu;+
13 Zvino pavakaona kuti Petro naJohani vaitaura vasingatyi, vakanzwisisa kuti vakanga vari vanhuwo zvavo, vasina kudzidza,+ ivo vakashamisika. Vakatanga kuziva kuti vaimbova naJesu;+