1 Petro 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Kudzai vanhu vemarudzi ose,+ idai sangano rose rehama,+ ityai Mwari,+ kudzai mambo.+ 1 Johani 4:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Kana munhu achitaura kuti: “Ndinoda Mwari,” asi achivenga hama yake, iye murevi wenhema.+ Nokuti uyo asingadi hama yake,+ yaakaona, haangavi achida Mwari, waasina kumboona.+
20 Kana munhu achitaura kuti: “Ndinoda Mwari,” asi achivenga hama yake, iye murevi wenhema.+ Nokuti uyo asingadi hama yake,+ yaakaona, haangavi achida Mwari, waasina kumboona.+