1 VaKorinde 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Hamuzivi here kuti imi muri temberi yaMwari,+ uye kuti mudzimu waMwari unogara mamuri?+ 1 VaKorinde 6:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Chii! Hamuzivi here kuti muviri wenyu itemberi+ yomudzimu mutsvene uri mukati menyu,+ wamakawana kubva kuna Mwari? Uyewo, hamusi venyu pachenyu,+
19 Chii! Hamuzivi here kuti muviri wenyu itemberi+ yomudzimu mutsvene uri mukati menyu,+ wamakawana kubva kuna Mwari? Uyewo, hamusi venyu pachenyu,+