Isaya 43:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndichati kuchamhembe,+ ‘Regedza!’ uye kumaodzanyemba, ‘Usadzivisa. Uyai nevanakomana vangu vari kure, uye nevanasikana vangu vari kumugumo wenyika,+ Hosiya 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Zvino vanakomana vaIsraeri vachawanda sejecha regungwa risingagoni kuyerwa kana kuverengwa.+ Munzvimbo mavaimbonzi, ‘Hamusi vanhu vangu,’+ vachanzi, ‘Vanakomana vaMwari mupenyu.’+ Johani 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvisinei, akapa vazhinji vakamugamuchira+ kodzero yokuva vana vaMwari,+ nokuti vakanga vachitenda muzita rake;+
6 Ndichati kuchamhembe,+ ‘Regedza!’ uye kumaodzanyemba, ‘Usadzivisa. Uyai nevanakomana vangu vari kure, uye nevanasikana vangu vari kumugumo wenyika,+
10 “Zvino vanakomana vaIsraeri vachawanda sejecha regungwa risingagoni kuyerwa kana kuverengwa.+ Munzvimbo mavaimbonzi, ‘Hamusi vanhu vangu,’+ vachanzi, ‘Vanakomana vaMwari mupenyu.’+
12 Zvisinei, akapa vazhinji vakamugamuchira+ kodzero yokuva vana vaMwari,+ nokuti vakanga vachitenda muzita rake;+