2 VaKorinde 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti chinhu chatinozvirumbidza nacho ndeichi, chinopupurirwa nehana yedu,+ kuti takazvibata munyika, asi kunyanya kwamuri, noutsvene nomwoyo wose kuna Mwari, kwete nouchenjeri hwenyama,+ asi nomutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari. Zvakazarurwa 14:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 ichiti nenzwi guru: “Ityai Mwari+ mumukudze,+ nokuti awa yokutonga kwake yasvika,+ naizvozvo namatai Iye akasika+ denga nenyika negungwa nezvitubu zvemvura.”+
12 Nokuti chinhu chatinozvirumbidza nacho ndeichi, chinopupurirwa nehana yedu,+ kuti takazvibata munyika, asi kunyanya kwamuri, noutsvene nomwoyo wose kuna Mwari, kwete nouchenjeri hwenyama,+ asi nomutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari.
7 ichiti nenzwi guru: “Ityai Mwari+ mumukudze,+ nokuti awa yokutonga kwake yasvika,+ naizvozvo namatai Iye akasika+ denga nenyika negungwa nezvitubu zvemvura.”+