Ruka 1:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Ichipindura, ngirozi yakati kwaari: “Mudzimu mutsvene+ uchaburukira pauri, uye simba roWokumusorosoro richakufukidza. Saka ichochowo chichaberekwa chichanzi chitsvene,+ Mwanakomana waMwari.+ Mabasa 9:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 uye akabva atanga kuparidza Jesu+ mumasinagogi, kuti Uyu ndiye Mwanakomana waMwari.
35 Ichipindura, ngirozi yakati kwaari: “Mudzimu mutsvene+ uchaburukira pauri, uye simba roWokumusorosoro richakufukidza. Saka ichochowo chichaberekwa chichanzi chitsvene,+ Mwanakomana waMwari.+