Mabasa 18:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino, Sirasi+ naTimoti+ pavakasvika vachibva kuMakedhoniya, Pauro akatanga kubatikana kwazvo nokuparidza shoko, achipupurira kuvaJudha kuti avaratidze kuti Jesu ndiye Kristu.+
5 Zvino, Sirasi+ naTimoti+ pavakasvika vachibva kuMakedhoniya, Pauro akatanga kubatikana kwazvo nokuparidza shoko, achipupurira kuvaJudha kuti avaratidze kuti Jesu ndiye Kristu.+