1 VaKorinde 5:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Chokwadi zviri kunzi pakati penyu pari kuitwa ufeve,+ ufeve husingambowaniki kunyange pakati pemamwe marudzi, hwokuti mumwe munhu ane mudzimai wababa vake.+ 2 VaKorinde 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti kana ndikakusuruvarisai,+ chokwadi ndiani achandifadza kunze kwouya wandinosuruvarisa?
5 Chokwadi zviri kunzi pakati penyu pari kuitwa ufeve,+ ufeve husingambowaniki kunyange pakati pemamwe marudzi, hwokuti mumwe munhu ane mudzimai wababa vake.+