1 VaKorinde 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Chii! Hamuzivi here kuti vanhu vasina kururama havazogari nhaka youmambo hwaMwari?+ Musatsauswa. Zvifeve,+ kana vanonamata zvidhori,+ kana mhombwe,+ kana varume vanochengeterwa kuita zvinhu zvisiri zvomusikirwo,+ kana varume vanorara nevarume,+ 1 VaKorinde 6:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvokudya ndezvedumbu, uye dumbu nderezvokudya;+ asi Mwari achaparadza iro pamwe chete nazvo.+ Zvino muviri hausi woufeve, asi waShe;+ uye Ishe ndewomuviri.+
9 Chii! Hamuzivi here kuti vanhu vasina kururama havazogari nhaka youmambo hwaMwari?+ Musatsauswa. Zvifeve,+ kana vanonamata zvidhori,+ kana mhombwe,+ kana varume vanochengeterwa kuita zvinhu zvisiri zvomusikirwo,+ kana varume vanorara nevarume,+
13 Zvokudya ndezvedumbu, uye dumbu nderezvokudya;+ asi Mwari achaparadza iro pamwe chete nazvo.+ Zvino muviri hausi woufeve, asi waShe;+ uye Ishe ndewomuviri.+