RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 13:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ngatifambei zvakakodzera sokunge kuti masikati,+ kwete mumitambo yemafaro akanyanyisa uye kunwira kudhakwa,+ kwete muunzenza hwepabonde uye kusazvibata,+ kwete mukukakavadzana+ negodo.

  • VaGaratiya 5:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Zvino mabasa enyama anooneka,+ uye ndeaya, ufeve,+ kusachena, kusazvibata,+

  • VaEfeso 4:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Asisina kana nepfungwa yose zvayo yetsika,+ akazviregerera asingazvibati+ kuti aite zvinhu zvisina kuchena+ zvemarudzi ose nokukara.+

  • 2 Petro 2:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Uyezve, vazhinji vachatevera+ mabasa avo okusazvibata,+ uye nzira yechokwadi ichatukwa nokuda kwaivava.+

  • Judha 4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Chikonzero changu ndechokuti vamwe vanhu vakapinda pakati pedu vachiverevedza,+ vaya vakatemerwa+ kutongwa+ uku kare kare neMagwaro, vanhu vasingadi Mwari,+ vachichinja mutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari wedu kuti vazvipembedze kuita mufambiro wounzenza,+ vachiramba+ Tenzi+ wedu chete uye Ishe,+ Jesu Kristu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe