VaFiripi 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 zadzisai mufaro wangu pakuti mune kufunga kwakafanana+ uye mune rudo rwakafanana, muchibatanidzwa mumweya, muchiva nokufunga kwakafanana,+
2 zadzisai mufaro wangu pakuti mune kufunga kwakafanana+ uye mune rudo rwakafanana, muchibatanidzwa mumweya, muchiva nokufunga kwakafanana,+