Johani 20:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Jesu akati kwaari: “Rega kundinamatira. Nokuti handisati ndakwira kuna Baba. Asi chienda kuhama dzangu+ uti kwadziri, ‘Ndiri kukwira kuna Baba+ vangu naBaba venyu uye kuna Mwari wangu+ naMwari wenyu.’”+ VaEfeso 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mwari mumwe chete+ uye Baba vevanhu vose, vari pamusoro pavose uye kuna vose uye muna vose.
17 Jesu akati kwaari: “Rega kundinamatira. Nokuti handisati ndakwira kuna Baba. Asi chienda kuhama dzangu+ uti kwadziri, ‘Ndiri kukwira kuna Baba+ vangu naBaba venyu uye kuna Mwari wangu+ naMwari wenyu.’”+