Eksodho 34:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jehovha akapfuura nepamberi pechiso chake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ nenyasha,+ anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo,+ nechokwadi,+ Pisarema 86:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Haiwa Jehovha, nokuti imi makanaka+ uye makagadzirira kukanganwira;+Uye mutsa worudo wamunoitira vose vanodana kwamuri mukuru.+ Mika 7:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ndoupi Mwari akaita semi,+ anoregerera kukanganisa nokuregerera kudarika+ kwevakasara venhaka yake?+ Haazorambi akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira mutsa worudo.+
6 Jehovha akapfuura nepamberi pechiso chake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ nenyasha,+ anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo,+ nechokwadi,+
5 Haiwa Jehovha, nokuti imi makanaka+ uye makagadzirira kukanganwira;+Uye mutsa worudo wamunoitira vose vanodana kwamuri mukuru.+
18 Ndoupi Mwari akaita semi,+ anoregerera kukanganisa nokuregerera kudarika+ kwevakasara venhaka yake?+ Haazorambi akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira mutsa worudo.+