Numeri 21:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Mosesi akabva agadzira nyoka yemhangura,+ akaiisa padanda rechiratidzo;+ zvino zvaiti kana nyoka ikange yaruma munhu, iye akatarira+ nyoka yemhangura, aibva aramba ari mupenyu.+ Johani 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Sokusimudza kwakaita Mosesi nyoka+ murenje, saizvozvo Mwanakomana womunhu anofanira kusimudzwa,+ Johani 19:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Zvino zvarakanga riri zuva roKugadzirira,+ vaJudha vakakumbira Pirato kuti makumbo avo atyorwe, mitumbi yobviswa, kuti mitumbi irege kuramba+ iri pamatanda okutambudzikira paSabata, (nokuti zuva reSabata iroro rakanga riri guru.)+ Mabasa 5:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Mwari wemadzitateguru edu akamutsa+ Jesu, wamakauraya, muchimuturika padanda.+
9 Mosesi akabva agadzira nyoka yemhangura,+ akaiisa padanda rechiratidzo;+ zvino zvaiti kana nyoka ikange yaruma munhu, iye akatarira+ nyoka yemhangura, aibva aramba ari mupenyu.+
31 Zvino zvarakanga riri zuva roKugadzirira,+ vaJudha vakakumbira Pirato kuti makumbo avo atyorwe, mitumbi yobviswa, kuti mitumbi irege kuramba+ iri pamatanda okutambudzikira paSabata, (nokuti zuva reSabata iroro rakanga riri guru.)+