VaRoma 4:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Saka mufaro uyu, unouya pavanhu vakadzingiswa kana pavanhu vasina kudzingiswawo here?+ Nokuti tinoti: “Abrahamu akanzi akarurama nokuda kwokutenda kwake.”+ VaEfeso 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Akabvisa ruvengo+ achishandisa nyama yake,+ iwo Mutemo wemirayiro wakaumbwa nemirau,+ kuti asike marudzi maviri+ ari pamwe naye kuti ave munhu mumwe chete mutsva,+ ave norugare;
9 Saka mufaro uyu, unouya pavanhu vakadzingiswa kana pavanhu vasina kudzingiswawo here?+ Nokuti tinoti: “Abrahamu akanzi akarurama nokuda kwokutenda kwake.”+
15 Akabvisa ruvengo+ achishandisa nyama yake,+ iwo Mutemo wemirayiro wakaumbwa nemirau,+ kuti asike marudzi maviri+ ari pamwe naye kuti ave munhu mumwe chete mutsva,+ ave norugare;