Genesisi 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako ubve kuhama dzako nomuimba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza;+ Genesisi 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino Jehovha akazviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana* wako+ nyika iyi.”+ Pashure paizvozvo akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari. Genesisi 13:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 nokuti nyika yose yawakatarira, ndichaipa iwe nevana vako nokusingagumi.+ Genesisi 17:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Ndichaita sungano yangu pakati pangu newe+ nevana vako vanokutevera maererano nezvizvarwa zvavo kuti ive sungano isingagumi,+ kuti ndive Mwari kwauri nokuvana vako vanokutevera.+
12 Zvino Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako ubve kuhama dzako nomuimba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza;+
7 Zvino Jehovha akazviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana* wako+ nyika iyi.”+ Pashure paizvozvo akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari.
7 “Ndichaita sungano yangu pakati pangu newe+ nevana vako vanokutevera maererano nezvizvarwa zvavo kuti ive sungano isingagumi,+ kuti ndive Mwari kwauri nokuvana vako vanokutevera.+