Genesisi 25:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Gare gare Abrahamu akapa Isaka zvinhu zvose zvaakanga ainazvo,+ VaRoma 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Uyewo ivo vose havasi vana nokuti vanonzi vana* vaAbrahamu,+ asi: “Achanzi ‘mwana wako’ achavapo nokuna Isaka.”+ VaRoma 9:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Kureva kuti, vana panyama+ havasi vana vaMwari chaivo,+ asi vana vokupikirwa+ ndivo vanonzi vana.
7 Uyewo ivo vose havasi vana nokuti vanonzi vana* vaAbrahamu,+ asi: “Achanzi ‘mwana wako’ achavapo nokuna Isaka.”+