-
Mateu 1:17Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
17 Naizvozvo, zvizvarwa zvose kubvira pana Abrahamu kusvikira kuna Dhavhidhi zvaiva zvizvarwa gumi nezvina, uye kubvira pana Dhavhidhi kusvikira pakutapwa vachiendeswa kuBhabhironi zvizvarwa gumi nezvina, uye kubvira pakutapwa vachiendeswa kuBhabhironi kusvikira kuna Kristu zvizvarwa gumi nezvina.
-