RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 3:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Naizvozvo hapana munhu achanzi akarurama+ pamberi pake nokuda kwemabasa omutemo, nokuti zivo yakarurama pamusoro pechivi+ inoitwa kuti ivepo nomutemo.+

  • VaRoma 4:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Chokwadi Mutemo unoita kuti pave nehasha+ dzaMwari, asi pasina mutemo, hapanawo kudarika chero kupi zvako.+

  • VaRoma 7:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Naizvozvo, Mutemo wacho mutsvene,+ uye murayiro wacho mutsvene, wakarurama+ uye wakanaka.+

  • VaRoma 7:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Nokuti tinoziva kuti Mutemo ndewomudzimu;+ asi ini ndiri wenyama, ndakatengeswa kuti ndive muranda wechivi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe