Johani 1:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+ VaRoma 10:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti Kristu ndiye mugumo woMutemo,+ kuti munhu wose anotenda ave nokururama.+
29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+