Mabasa 7:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Uyu ndiye+ akanga ari pakati peungano+ murenje nengirozi+ iya yakataura naye paGomo reSinai nemadzitateguru edu, uye akagamuchira mashoko matsvene+ mapenyu kuti akupei. Mabasa 7:53 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 53 imi makagamuchira Mutemo wakapiwa nokungirozi+ asi hamuna kuuchengeta.” VaHebheru 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti kana shoko rakataurwa pachishandiswa ngirozi+ rakanga rakasimba, uye kudarika kwose nokusateerera kwose zvakawana mubayiro wakakodzera maererano nokururamisira;+
38 Uyu ndiye+ akanga ari pakati peungano+ murenje nengirozi+ iya yakataura naye paGomo reSinai nemadzitateguru edu, uye akagamuchira mashoko matsvene+ mapenyu kuti akupei.
2 Nokuti kana shoko rakataurwa pachishandiswa ngirozi+ rakanga rakasimba, uye kudarika kwose nokusateerera kwose zvakawana mubayiro wakakodzera maererano nokururamisira;+