RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 20:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Vakatanga kuti kuna Mosesi: “Imi taurai nesu, isu titeerere; asi Mwari ngaarege kutaura nesu kuti tirege kufa.”+

  • Dheuteronomi 5:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Panguva iyoyo chaiyo ndakanga ndakamira pakati paJehovha nemi+ kuti ndikuudzei shoko raJehovha, (nokuti maitya moto uye hamuna kukwira mugomo,)+ achiti,

  • Johani 1:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Nokuti Mutemo wakapiwa pachishandiswa Mosesi,+ mutsa usina kukodzera kuwanwa+ nechokwadi+ zvakavapo pachishandiswa Jesu Kristu.

  • VaHebheru 9:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Naizvozvo ndokusaka Kristu ari murevereri+ wesungano itsva, kuitira kuti vaya vakadanwa vagamuchire chipikirwa chenhaka isingaperi,+ nokuti iye akafira kuti vasunungurwe norudzikinuro+ pakudarika kwaiitwa musungano yokutanga.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe