Mabasa 13:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 uye kuti pazvinhu zvose zvamaisagona kunzi hamuna mhosva pazviri nomutemo waMosesi,+ munhu wose anotenda anonzi haana mhosva pachishandiswa Iyeyu.+ VaRoma 5:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo, zvino zvatakanzi takarurama nokuda kwokutenda,+ ngativei norugare+ naMwari nokunaShe wedu Jesu Kristu, VaRoma 8:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Ndiani achapomera vakasarudzwa vaMwari?+ Mwari ndiye anovati vakarurama.+
39 uye kuti pazvinhu zvose zvamaisagona kunzi hamuna mhosva pazviri nomutemo waMosesi,+ munhu wose anotenda anonzi haana mhosva pachishandiswa Iyeyu.+
5 Naizvozvo, zvino zvatakanzi takarurama nokuda kwokutenda,+ ngativei norugare+ naMwari nokunaShe wedu Jesu Kristu,