Genesisi 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+ Genesisi 49:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Tsvimbo youmambo haizobvi kuna Judha,+ naiwo mudonzvo womutungamiriri pakati petsoka dzake, kusvikira Shiro auya;+ uye marudzi achamuteerera.+
15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+
10 Tsvimbo youmambo haizobvi kuna Judha,+ naiwo mudonzvo womutungamiriri pakati petsoka dzake, kusvikira Shiro auya;+ uye marudzi achamuteerera.+