Mateu 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Tarira! Kwaivawo neinzwi+ rakabva kumatenga rakati: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu,+ anodiwa,+ wandafarira.”+ Johani 8:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Jesu akati kwavari: “Kudai Mwari aiva Baba venyu, maizondida,+ nokuti ndakabva kuna Mwari uye ndiri pano.+ Uyewo handina kungozviuyira ndoga, asi Iyeye akandituma.+
17 Tarira! Kwaivawo neinzwi+ rakabva kumatenga rakati: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu,+ anodiwa,+ wandafarira.”+
42 Jesu akati kwavari: “Kudai Mwari aiva Baba venyu, maizondida,+ nokuti ndakabva kuna Mwari uye ndiri pano.+ Uyewo handina kungozviuyira ndoga, asi Iyeye akandituma.+