RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 1:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Naizvozvo Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sokuya kwomwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga azere nomutsa usina kukodzera kuwanwa nechokwadi.+

  • 1 Timoti 3:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Chokwadi, chakavanzika chitsvene+ chokuzvipira kuna Mwari uku, zvechokwadi chikuru, chokuti: ‘Iye akaratidzwa pachena panyama,+ akanzi akarurama mumudzimu,+ akazviratidza kungirozi,+ akaparidzwa pakati pemamwe marudzi,+ akatendwa munyika,+ akagamuchirwa kudenga mukubwinya.’+

  • VaHebheru 2:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Naizvozvo, “vana vaduku” vacho zvavanogoverana ropa nenyama, saizvozvowo iye akagovana navo zvinhu izvozvo,+ kuti norufu rwake+ aparadze+ uyo ane simba rokukonzera rufu,+ iye Dhiyabhorosi;+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe