Genesisi 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+ Isaya 54:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Vanakomana vako vose+ vachava vanhu vanodzidziswa naJehovha,+ uye rugare rwevanakomana vako ruchava rukuru.+ VaFiripi 3:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi isu, tiri vagari+ vokumatenga,+ uko kwatakamirirawo+ nomwoyo wose kuti kubve muponesi, Ishe Jesu Kristu,+ Zvakazarurwa 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino chiratidzo chikuru+ chakaonekwa kudenga, mukadzi+ akanga akashonga zuva, uye mwedzi wakanga uri pasi petsoka dzake, mumusoro make makanga muine korona yenyeredzi gumi nembiri,
15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+
13 Vanakomana vako vose+ vachava vanhu vanodzidziswa naJehovha,+ uye rugare rwevanakomana vako ruchava rukuru.+
20 Asi isu, tiri vagari+ vokumatenga,+ uko kwatakamirirawo+ nomwoyo wose kuti kubve muponesi, Ishe Jesu Kristu,+
12 Zvino chiratidzo chikuru+ chakaonekwa kudenga, mukadzi+ akanga akashonga zuva, uye mwedzi wakanga uri pasi petsoka dzake, mumusoro make makanga muine korona yenyeredzi gumi nembiri,