Revhitiko 19:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “‘Hapana chinhu chamunofanira kudya pamwe chete neropa.+ “‘Musatenda mashura,+ uye musaita zvemashiripiti.+ Revhitiko 19:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 “‘Musatsaukira kumasvikiro,+ uye musabvunza vafemberi,+ kuti musvibiswe navo. Ndini Jehovha Mwari wenyu. Dheuteronomi 18:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 kana munhu anotsinga vamwe nezvitsinga,+ kana anobvunza svikiro,+ kana vafemberi,+ kana anobvunza vakafa.+
26 “‘Hapana chinhu chamunofanira kudya pamwe chete neropa.+ “‘Musatenda mashura,+ uye musaita zvemashiripiti.+
31 “‘Musatsaukira kumasvikiro,+ uye musabvunza vafemberi,+ kuti musvibiswe navo. Ndini Jehovha Mwari wenyu.
11 kana munhu anotsinga vamwe nezvitsinga,+ kana anobvunza svikiro,+ kana vafemberi,+ kana anobvunza vakafa.+