Johani 6:63 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 63 Mudzimu ndiwo unopa upenyu;+ nyama haina kana zvainobatsira. Mashoko andataura kwamuri ndeomudzimu+ uye anopa upenyu.+ VaRoma 8:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 nokuti kana muchirarama maererano nenyama chokwadi muchafa;+ asi kana mukauraya mabasa omuviri+ muchishandisa mudzimu, muchararama.
63 Mudzimu ndiwo unopa upenyu;+ nyama haina kana zvainobatsira. Mashoko andataura kwamuri ndeomudzimu+ uye anopa upenyu.+
13 nokuti kana muchirarama maererano nenyama chokwadi muchafa;+ asi kana mukauraya mabasa omuviri+ muchishandisa mudzimu, muchararama.