Tito 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 uyo akazvipa+ nokuda kwedu kuti atinunure+ pakusateerera mutemo kwemarudzi ose ozvichenesera+ vanhu vake,+ vanoshingairira mabasa akanaka.+ 1 Johani 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Iye chibayiro+ chokuyananisira+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu+ chete asiwo zvenyika yose.+
14 uyo akazvipa+ nokuda kwedu kuti atinunure+ pakusateerera mutemo kwemarudzi ose ozvichenesera+ vanhu vake,+ vanoshingairira mabasa akanaka.+