Johani 15:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Kudai maiva venyika, nyika yaizoda zviri zvayo.+ Zvino nokuti hamusi venyika,+ asi ndakakusarudzai munyika, nokuda kweizvi nyika inokuvengai.+ VaRoma 12:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Regai kuzvienzanisa+ nemamiriro ezvinhu epanguva ino, asi shandurwai nokuchinja pfungwa dzenyu,+ kuti muedze, muzive+ zvinodiwa naMwari zvakanaka, zvinogamuchirika uye zvakakwana.+
19 Kudai maiva venyika, nyika yaizoda zviri zvayo.+ Zvino nokuti hamusi venyika,+ asi ndakakusarudzai munyika, nokuda kweizvi nyika inokuvengai.+
2 Regai kuzvienzanisa+ nemamiriro ezvinhu epanguva ino, asi shandurwai nokuchinja pfungwa dzenyu,+ kuti muedze, muzive+ zvinodiwa naMwari zvakanaka, zvinogamuchirika uye zvakakwana.+