VaRoma 8:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti, Mutemo+ zvawakanga usingakwanisi kuita chimwe chinhu, zvawakanga usina simba+ nokuda kwenyama, Mwari akapa mhosva chivi chiri munyama, nokutuma kwaakaita Mwanakomana wake+ nokuda kwechivi,+ ari muchimiro chakafanana nenyama inotadza,+
3 Nokuti, Mutemo+ zvawakanga usingakwanisi kuita chimwe chinhu, zvawakanga usina simba+ nokuda kwenyama, Mwari akapa mhosva chivi chiri munyama, nokutuma kwaakaita Mwanakomana wake+ nokuda kwechivi,+ ari muchimiro chakafanana nenyama inotadza,+