1 VaKorinde 12:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti muviri zvauri mumwe chete asi uine nhengo zhinji, uye nhengo dzose dzomuviri iwoyo, kunyange dziri zhinji, idzo muviri mumwe chete,+ ndizvo zvakaitawo Kristu.+
12 Nokuti muviri zvauri mumwe chete asi uine nhengo zhinji, uye nhengo dzose dzomuviri iwoyo, kunyange dziri zhinji, idzo muviri mumwe chete,+ ndizvo zvakaitawo Kristu.+