VaHebheru 7:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Naizvozvo anokwanisawo kuponesa zvakakwana vaya vanosvika kuna Mwari vachishandisa iye, nokuti anogara ari mupenyu kuti ateterere nokuda kwavo.+
25 Naizvozvo anokwanisawo kuponesa zvakakwana vaya vanosvika kuna Mwari vachishandisa iye, nokuti anogara ari mupenyu kuti ateterere nokuda kwavo.+