1 VaKorinde 12:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti chokwadi tose takabhabhatidzwa+ nomudzimu mumwe chete kuti tive muviri mumwe chete, tingava vaJudha kana vaGiriki, tingava varanda kana vakasununguka, uye tose takaitwa kuti tinwe+ mudzimu mumwe chete.
13 Nokuti chokwadi tose takabhabhatidzwa+ nomudzimu mumwe chete kuti tive muviri mumwe chete, tingava vaJudha kana vaGiriki, tingava varanda kana vakasununguka, uye tose takaitwa kuti tinwe+ mudzimu mumwe chete.