VaRoma 11:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Nokuti handidi kuti imi, hama, murege kuziva chakavanzika chitsvene ichi,+ kuti murege kuva vakangwara mumaziso enyu, chokuti: vamwe vaIsraeri vakagomara pfungwa+ kusvikira nhamba yakazara+ yevanhu vemamwe marudzi yapinda,+ VaRoma 16:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Zvino kwaari+ iye anogona kuita kuti muve vakasimba maererano nemashoko akanaka andinozivisa uye kuparidzwa kwaJesu Kristu, maererano nokuzarurwa kwechakavanzika chitsvene+ chakaramba chakanyararwa kwenguva dzisingaperi
25 Nokuti handidi kuti imi, hama, murege kuziva chakavanzika chitsvene ichi,+ kuti murege kuva vakangwara mumaziso enyu, chokuti: vamwe vaIsraeri vakagomara pfungwa+ kusvikira nhamba yakazara+ yevanhu vemamwe marudzi yapinda,+
25 Zvino kwaari+ iye anogona kuita kuti muve vakasimba maererano nemashoko akanaka andinozivisa uye kuparidzwa kwaJesu Kristu, maererano nokuzarurwa kwechakavanzika chitsvene+ chakaramba chakanyararwa kwenguva dzisingaperi