Mateu 16:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Jesu akamupindura kuti: “Unofara, Simoni mwanakomana waJona, nokuti nyama neropa hazvina kukuzivisa izvozvo, asi Baba vangu vari kumatenga ndivo vadaro.+ VaEfeso 2:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 makavakwa panheyo+ dzevaapostora+ nevaprofita,+ Jesu Kristu ari dombo renheyo repakona.+
17 Jesu akamupindura kuti: “Unofara, Simoni mwanakomana waJona, nokuti nyama neropa hazvina kukuzivisa izvozvo, asi Baba vangu vari kumatenga ndivo vadaro.+