Mabasa 20:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvichenjererei+ imi+ neboka+ rose, ramakagadzwa pariri nomudzimu mutsvene kuti muve vatariri varo,+ kuti mufudze ungano yaMwari,+ yaakatenga neropa+ roMwanakomana wake. VaRoma 3:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Mwari akaita kuti iye ave sechinopiwa chokuyananisa+ nokutenda muropa rake.+ Izvi zvakaitirwa kuti aratidze kururama kwake, nokuti Mwari akanga achikanganwira zvivi+ zvakaitika munguva yakapfuura, paakanga achishivirira;+ Zvakazarurwa 5:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Vakaimba rwiyo rutsva,+ vachiti: “Makakodzera kutora mupumburu nokuvhura zvisimbiso zvawo, nokuti makaurayiwa uye neropa renyu+ makatengera+ Mwari vanhu+ kubva mumadzinza ose nendimi nevanhu norudzi,
28 Zvichenjererei+ imi+ neboka+ rose, ramakagadzwa pariri nomudzimu mutsvene kuti muve vatariri varo,+ kuti mufudze ungano yaMwari,+ yaakatenga neropa+ roMwanakomana wake.
25 Mwari akaita kuti iye ave sechinopiwa chokuyananisa+ nokutenda muropa rake.+ Izvi zvakaitirwa kuti aratidze kururama kwake, nokuti Mwari akanga achikanganwira zvivi+ zvakaitika munguva yakapfuura, paakanga achishivirira;+
9 Vakaimba rwiyo rutsva,+ vachiti: “Makakodzera kutora mupumburu nokuvhura zvisimbiso zvawo, nokuti makaurayiwa uye neropa renyu+ makatengera+ Mwari vanhu+ kubva mumadzinza ose nendimi nevanhu norudzi,