VaRoma 6:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 nokuti tinoziva kuti unhu hwedu hwekare hwakarovererwa pamwe chete naye,+ kuti muviri wedu unotadza ukundikane kuita chero chinhu chipi zvacho,+ kuti tirege kuramba tiri varanda vechivi.+ VaKorose 3:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Musareverana nhema.+ Pfekenurai unhu hwekare+ nemabasa ahwo,
6 nokuti tinoziva kuti unhu hwedu hwekare hwakarovererwa pamwe chete naye,+ kuti muviri wedu unotadza ukundikane kuita chero chinhu chipi zvacho,+ kuti tirege kuramba tiri varanda vechivi.+