Isaya 63:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi ivo vakapanduka,+ vakarwadzisa mudzimu wake mutsvene.+ Zvino akachinja akava muvengi+ wavo; iye akavarwisa.+ 2 VaKorinde 6:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvatinoshanda pamwe chete naye,+ tinokutetereraiwo kuti murege kugamuchira mutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari motadza kunzwisisa chinangwa chawo.+ 1 VaTesaronika 5:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Musadzima moto womudzimu.+
10 Asi ivo vakapanduka,+ vakarwadzisa mudzimu wake mutsvene.+ Zvino akachinja akava muvengi+ wavo; iye akavarwisa.+
6 Zvatinoshanda pamwe chete naye,+ tinokutetereraiwo kuti murege kugamuchira mutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari motadza kunzwisisa chinangwa chawo.+