2 VaKorinde 12:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvichida pandichauyazve, Mwari wangu angandininipisa pakati penyu, uye ndingachema pamusoro pevazhinji vaya vakambotadza+ asi vasina kupfidza pakusachena kwavo noufeve+ nokusazvibata+ zvavakaita.
21 Zvichida pandichauyazve, Mwari wangu angandininipisa pakati penyu, uye ndingachema pamusoro pevazhinji vaya vakambotadza+ asi vasina kupfidza pakusachena kwavo noufeve+ nokusazvibata+ zvavakaita.