VaEfeso 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 pakuti akatizivisa chakavanzika chitsvene+ chezvaanoda. Icho chinoenderana nezvakamufadza zvaakafunga mumwoyo make+ VaEfeso 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuda kweizvi imi, pamunoverenga izvi, munogona kuona kunzwisisa+ kwandinoita chakavanzika chitsvene+ pamusoro paKristu. VaKorose 1:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 chakavanzika chitsvene+ chakanga chakavanzika kubvira mumamiriro ezvinhu epanguva yekare+ nomuzvizvarwa zvakapfuura. Asi zvino chakaiswa pachena+ kuvatsvene vake,
9 pakuti akatizivisa chakavanzika chitsvene+ chezvaanoda. Icho chinoenderana nezvakamufadza zvaakafunga mumwoyo make+
4 Nokuda kweizvi imi, pamunoverenga izvi, munogona kuona kunzwisisa+ kwandinoita chakavanzika chitsvene+ pamusoro paKristu.
26 chakavanzika chitsvene+ chakanga chakavanzika kubvira mumamiriro ezvinhu epanguva yekare+ nomuzvizvarwa zvakapfuura. Asi zvino chakaiswa pachena+ kuvatsvene vake,