VaEfeso 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 kuti, vanhu vemamwe marudzi vanofanira kuva vagari venhaka pamwe chete nesu uye nhengo dzomuviri+ pamwe chete nesu uye kuti vagoverane pamwe chete nesu chipikirwa+ vari pamwe naKristu Jesu nemashoko akanaka. VaHebheru 12:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 mugungano revanhu vose,+ neungano yematangwe+ akanyorwa+ kumatenga, uye Mwari Mutongi wevanhu vose,+ noupenyu hwomudzimu+ hwevanhu vakarurama vakaitwa vakakwana,+
6 kuti, vanhu vemamwe marudzi vanofanira kuva vagari venhaka pamwe chete nesu uye nhengo dzomuviri+ pamwe chete nesu uye kuti vagoverane pamwe chete nesu chipikirwa+ vari pamwe naKristu Jesu nemashoko akanaka.
23 mugungano revanhu vose,+ neungano yematangwe+ akanyorwa+ kumatenga, uye Mwari Mutongi wevanhu vose,+ noupenyu hwomudzimu+ hwevanhu vakarurama vakaitwa vakakwana,+