RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 43:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 “Imi muri zvapupu zvangu,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha, “mushumiri wangu wandakasarudza,+ kuti muzive+ uye mutende mandiri,+ kuti munzwisise kuti ndini Iye mumwe chete.+ Ndisati ndavapo hapana Mwari akaumbwa,+ uye pashure pangu pakaramba pasina mumwe.+

  • Johani 17:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Baba, kana vari vamakandipa, ndinoda kuti, pandinenge ndiri, ivowo vave neni,+ kuti vaone kukudzwa kwangu kwamakandipa, nokuti makandida nyika isati yavambwa.+

  • Judha 1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 1 Judha, muranda waJesu Kristu, asi ari munun’una waJakobho,+ kune vaya vakadanwa,+ vanodiwa muna Mwari Baba+ uye vakachengeterwa+ Jesu Kristu:

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe