VaFiripi 1:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Saka zvinoguma nei? Hapana, kunze kwokuti munzira dzose, mungava mukunyepedzera+ kana muchokwadi, Kristu ari kuziviswa,+ uye ndinofara nazvo. Chokwadi, ndicharambawo ndichifara,
18 Saka zvinoguma nei? Hapana, kunze kwokuti munzira dzose, mungava mukunyepedzera+ kana muchokwadi, Kristu ari kuziviswa,+ uye ndinofara nazvo. Chokwadi, ndicharambawo ndichifara,