-
VaFiripi 1:27Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
27 Asi ingozvibatai nenzira yakakodzera+ mashoko akanaka pamusoro paKristu, kuti, kunyange ndikauya ndikakuonai kana kuti kana ndikasavapo, ndinzwe pamusoro pezvinhu zvine chokuita nemi, kuti makamira makasimba mumafungiro mamwe chete, nomweya mumwe chete+ muchibishairira kutenda kwemashoko akanaka muri pamwe chete,
-