VaRoma 15:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino Mwari anopa kutsungirira nenyaradzo ngaabvumire kuti pakati penyu muve nemafungiro akafanana+ neaiva naKristu Jesu, 1 VaKorinde 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino ndinokurayirai,+ hama, nezita+ raShe wedu Jesu Kristu kuti imi mose mutaure muchibvumirana,+ uye kuti hapafaniri kuva nokupesana+ pakati penyu, asi kuti munyatsobatanidzwa mupfungwa imwe chete nomukufunga kumwe chete.+ 2 VaKorinde 13:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Pakupedzisira, hama, rambai muchifara, muchiruramiswa, muchinyaradzwa,+ muchibvumirana pakufunga,+ muchigara norugare;+ uye Mwari worudo neworugare+ achava nemi. VaFiripi 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 zadzisai mufaro wangu pakuti mune kufunga kwakafanana+ uye mune rudo rwakafanana, muchibatanidzwa mumweya, muchiva nokufunga kwakafanana,+ 1 Petro 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Pakupedzisira, imi mose ivai nokufunga kwakafanana,+ muchinzwirana ngoni, muchidanana kwazvo sehama, muchinzwirana tsitsi kwazvo,+ muchizvininipisa,+
5 Zvino Mwari anopa kutsungirira nenyaradzo ngaabvumire kuti pakati penyu muve nemafungiro akafanana+ neaiva naKristu Jesu,
10 Zvino ndinokurayirai,+ hama, nezita+ raShe wedu Jesu Kristu kuti imi mose mutaure muchibvumirana,+ uye kuti hapafaniri kuva nokupesana+ pakati penyu, asi kuti munyatsobatanidzwa mupfungwa imwe chete nomukufunga kumwe chete.+
11 Pakupedzisira, hama, rambai muchifara, muchiruramiswa, muchinyaradzwa,+ muchibvumirana pakufunga,+ muchigara norugare;+ uye Mwari worudo neworugare+ achava nemi.
2 zadzisai mufaro wangu pakuti mune kufunga kwakafanana+ uye mune rudo rwakafanana, muchibatanidzwa mumweya, muchiva nokufunga kwakafanana,+
8 Pakupedzisira, imi mose ivai nokufunga kwakafanana,+ muchinzwirana ngoni, muchidanana kwazvo sehama, muchinzwirana tsitsi kwazvo,+ muchizvininipisa,+