RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 6:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 “Nokuda kweizvi ndinoti kwamuri: Regai kuzvidya mwoyo+ pamusoro pemweya yenyu pamusoro pechamuchadya kana chamuchanwa, kana pamusoro pemiviri yenyu kuti muchapfekei.+ Mweya haurevi zvinopfuura zvokudya uye muviri kupfuura zvipfeko here?+

  • Ruka 12:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Zvino akati kuvadzidzi vake: “Nokuda kweizvi ndinoti kwamuri, Regai kuzvidya mwoyo pamusoro pemweya yenyu kuti muchadyei kana pamusoro pemiviri yenyu kuti muchapfekei.+

  • 1 Petro 5:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 muchikanda kuzvidya mwoyo+ kwenyu kwose paari, nokuti iye ane hanya nemi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe